Isaya 1:20
Isaya 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi kana muchiramba uye muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo.” Nokuti muromo waJehovha wazvitaura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi kana muchiramba, muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mukaramba muchipanduka, bakatwa richakutsakatisai nokuti ndini Tenzi ndazvireva nomuromo wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1