Isaya 1:1 - Compare All Versions
Isaya 1:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUzia naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha.
Isaya 1:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi, zvaakaona pamusoro paJudha neJerusaremu, pamazuva aUziya, naJotamu, naAhazi, naHezekia, madzimambo avaJudha.
Isaya 1:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusaremu panguva yokutonga kwamadzimambo aya okwaJudha anoti Uziya naJotamu naAhazi naHezekia.
Isaya 1:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi, ɀaakaʋona pamsoro paJuda neJerusarema, pamazuʋa aUziya, naJotami, naAhazi, naHezekiya, madzimambo aʋaJuda.
Isaya 1:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvakaoneswa Isaya mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusaremu panguva yokutonga kwamadzimambo aya okwaJudha anoti Uziya naJotamu naAhazi naHezekia.