Hosea 7:11
Hosea 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Efuremu akaita senjiva, inonyengereka zviri nyore uye isina njere, zvino anodana kuIjipiti, mushure anoenda kuAsiria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7Hosea 7:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Efuremu akaita senjiva isina mano, isina njere; vanodana Ijipiti, vanoenda Asiria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7Hosea 7:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VokwaEfuremu ava vakaita senjiva yakazungaira inoita zvisina musoro, vanoridzira mhere yorubatsiro kuIjipiti pedzepo voenda kuAsiria.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 7