Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Hosea 4:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Hosea 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mune kutuka chete, kunyengera nokuuraya, kuba noupombwe; vanoparadza zvose zvinovadzivisa, uye kudeuka kweropa kunotevera kudeuka kweropa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 4 BDSC

Hosea 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Hakune zvimwe asi kupika, nokunyengera, nokuuraya, nokuba, nokuita upombwe; vanopaza dzimba, kuteura ropa kunoramba kuchitevera kuteura ropa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 4 SNA2002

Hosea 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Hakuneɀimŋe asi kupika, nokunyeŋgera, nokuʋuraya, nokuɓa, nokuita ʋupombge; ʋanopaza dzimba, kuteʋura ropa kunoramba kuciteʋera kuteʋura ropa.

Pakurirana nevamwe
Hosea 4 SUB1949

Hosea 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kupika nhema nokureva nhema nokuuraya, nokuba nokuita upombwe, uye utsinye husina muganhu, uyezve kuuraya kusina magumo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 4 SCLB

Hosea 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kupika nhema nokureva nhema nokuuraya, nokuba nokuita upombwe, uye utsinye husina muganhu, uyezve kuuraya kusina magumo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 4 SCLBD