Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Hosea 2:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Hosea 2:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo ndichasosera nzira yavo namasanzu eminzwa; ndichavapfigira mukati morusvingo zvokuti havangawani nzira yavo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 BDSC

Hosea 2:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo tarira, ndichasosera nzira yako neminzwa, ndichamuvakira rusvingo, kuti arege kuwana nzira dzake.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SNA2002

Hosea 2:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo tarira, ndicasosera nzira yako neminzwa, ndicamuʋakira ruȿiŋgo, kuti arege kuwana nzira dzake.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SUB1949

Hosea 2:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naizvozvo ndichasosa nzira yavo neminzwa ndigovavakirira nerusvingo kuti vatadze kuwana nzira dzavo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLB

Hosea 2:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naizvozvo ndichasosa nzira yavo neminzwa ndigovavakirira nerusvingo kuti vatadze kuwana nzira dzavo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLBD