Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Hosea 2:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Hosea 2:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana zvikasadaro, ndichavabvisa nguo dzose vagosara vakashama sezvavakanga vakaita musi wavakaberekwa. Ndichavaita segwenga ndigovashandura vave nyika yakaoma uye ndichavauraya nenyota.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 BDSC

Hosea 2:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti ndirege kumukumurira nguo dzake dzose, ndimuite sezvaakanga akaita nezuva rokuzvarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure ave nyika yakaoma, ndimuuraye nenyota.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SNA2002

Hosea 2:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti ndirege kumukumurira ŋguʋo dzake dzose, ndimuite seɀaakaŋga akaita nezuʋa rokuɀarwa kwake, ndimuite serenje, ndimushandure aʋe nyika yakawoma, ndimuʋuraye nenyota.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SUB1949

Hosea 2:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndingadaro ndikavapfekenura mbatya vakasara vangoita sokuuya kwavakaita musi wavakaberekwa ndivaite segwenga zvaro, ndivaite senyika yakaoma ndikavauraya nenyota.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLB

Hosea 2:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndingadaro ndikavapfekenura mbatya vakasara vangoita sokuuya kwavakaita musi wavakaberekwa ndivaite segwenga zvaro, ndivaite senyika yakaoma ndikavauraya nenyota.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLBD