Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hosea 2:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Hosea 2:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Tsiurai mai venyu, vatsiurei, nokuti havasi mukadzi wangu, uye handisi murume wavo. Ngavabvise kuonekwa kwoufeve pachiso chavo nokusatendeka pakati pamazamu avo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 BDSC

Hosea 2:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kakavarai namai venyu, kakavarai; nokuti haazi mukadzi wangu, neni handizi murume wake; ngaabvise kufeva kwake pachiso chake, nokupata kwake pakati pamazamu ake

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SNA2002

Hosea 2:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kakaʋarai namai ʋenyu, kakaʋarai; nokuti haazi mukadzi waŋgu, neni handizi murume wake; ŋgaabvise kufeʋa kwake paciso cake, nokupata kwake pakati pamazamu ake

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SUB1949

Hosea 2:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vatsiurei nokuti havachisiri mukadzi wangu, uye handichisiri murume wavo, kuitira kuti vabvise pauso hwavo zviratidzo zvoufeve hwavo nezvinoratidza ufeve hwavo zviri pakati pamazamu avo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLB

Hosea 2:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vatsiurei nokuti havachisiri mukadzi wangu, uye handichisiri murume wavo, kuitira kuti vabvise pauso hwavo zviratidzo zvoufeve hwavo nezvinoratidza ufeve hwavo zviri pakati pamazamu avo.

Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLBD