Hosea 2:19
Hosea 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichatsidza kukuwana uve wangu nokusingaperi; ndichatsidza kukuwana mukururama uye nomukururamisira, murudo netsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2Hosea 2:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakunyenga uve wangu nokusingaperi; zvirokwazvo ndichakunyenga uve wangu nokururama, nokururamisira, nounyoro, nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2Hosea 2:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakuroorazve uchiva wangu nokusingaperi. Ndichakuroorazve ndigova pachokwadi newe. Zvandinenge ndoita kwauri, zvinenge zviri zvinhu zviri pamwero zvine rudo chairwo netsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 2