Hosea 2:16 - Enzanisa Shanduro Dzose
Hosea 2:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “Uchanditi ‘murume wangu;’ hauchazonditi ‘tenzi wangu.’
Pakurirana nevamwe
Hosea 2 BDSCHosea 2:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha, achandiidza Ishi, haungazondiidzi Bhaari.
Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SNA2002Hosea 2:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ucandiidza Ishi, hauŋgazondiidzi Baari.
Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SUB1949Hosea 2:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, pazuva iroro, mudzimai iwe uchazondidaidza kuti, “Murume wangu.” Hauchazondidaidza kuti, “Bhaari wangu.”
Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLBHosea 2:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvanzi naTenzi, pazuva iroro, mudzimai iwe uchazondidaidza kuti, “Murume wangu.” Hauchazondidaidza kuti, “Bhaari wangu.”
Pakurirana nevamwe
Hosea 2 SCLBD