Hosea 14:4
Hosea 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndichaporesa kusateerera kwavo uye ndichangovada hangu, nokuti hasha dzangu dzabva kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14Hosea 14:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndichaporesa kudzokera kwavo shure, ndichavada nokuda kwangu; nokuti kutsamwa kwangu kwabviswa kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14Hosea 14:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Umhandupandu hwavo ihwohwo ndichahurapa, ndichavada zvangu pachena nokuti kuvashatirirwa kwandanga ndakaita, ndazvidzora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14