Hosea 14:2
Hosea 14:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Endai namashoko, mudzokere kuna Jehovha, muti kwaari, “Bvisai zvakaipa zvose, mugamuchire zvinhu zvakanaka, ipapo tichakupai miromo yedu, zvive zvibayiro zvedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14Hosea 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Endai namashoko uye mudzokere kuna Jehovha. Muti kwaari: “Regererai zvivi zvedu zvose mutigamuchire nenyasha, kuti tigopa zvibereko zvemiromo yedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14Hosea 14:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Endai namashoko, mudzokere kuna Jehovha, muti kwaari, “Bvisai zvakaipa zvose, mugamuchire zvinhu zvakanaka, ipapo tichakupai miromo yedu, zvive zvibayiro zvedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14Hosea 14:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chidzokerai kuna Tenzi namazwi okuteterera mundoti kwaari, “Tibvisireiwo uipi hwose mugamuchire waro zvinenge zvakanaka tichipira muromo watinotaura kwamuri sehandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 14