Hosea 13:6
Hosea 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pandakavapa zvokudya, vakaguta; vakati vaguta, vakazvikudza ipapo vakandikanganwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvavakapiwa mafuro akanaka, vakaguta; vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza, naizvozvo vakandikanganwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakakufudzai mukaguta. Pamakanga maguta, makabva mapindwa nomwoyo wokuzvikudza mukabva mandikanganwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13