Hosea 13:4
Hosea 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti. Haungazovi nomumwe Mwari kunze kwangu; kana mumwe Muponesi kunze kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kunyange zvakadaro ndini Jehovha Mwari wako kubva panyika yeIjipiti; hamuzivi mumwe mwari asi ini, hakuna mumwe muponesi kunze kwangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndini Tenzi, Mwari wako kubvira kunyika yeIjipiti. Hakuna mumwe Mwari waunoziva kusiya ini, kunze kwangu hakunazve mumwe muponesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13