Hosea 13:14
Hosea 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndichavadzikinura kubva pasimba reguva; ndichavadzikinura kubva parufu. Dziripiko hosha dzako, nhai rufu? Kuripiko kuparadza kwako, nhai guva? “Handingazovi netsitsi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichavadzikinura pasimba reSheori, ndichavadzikinura parufu. Aiwa, rufu, hosha dzako dziripiko? Aiwa, Sheori, kuparadza kwako kuripi? Kuzvidemba hakungaonekwi nameso angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13Hosea 13:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndovanunura here mumaoko menzvimbo yavachakabvu? Ndovanunura here kurufu? Nhai rufu nhamo dzaunoonesa dziripiko? Nhai nzvimbo yavachakabvu kuparadza kwako kuripiko? Zvetsiyenyoro handichisina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 13