Hosea 12:1
Hosea 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Efuremu anodya mhepo; anodzingana nemhepo yokumabvazuva zuva rose uye anowedzera nhema pamwe chete nechisimba. Anoita sungano neAsiria, uye anoendesa mafuta omuorivhi kuIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 12Hosea 12:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Efuremu vanozvigutisa nemhepo, vanoteverera mhepo yokumabvazuva; vanoramba vachiwedzera nhema nokuparadza; vanoita sungano neAsiria, uye mafuta anoiswa Ijipiti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 12Hosea 12:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VokwaEfuremu vanoita ushamwari nemhepo, vachiswerodzingirirana zuva rese nemhepo yokumabvazuva zvayo. Nhema noutsinye, ndizvo zvavanowanza vachiita zvibvumirano neAsiria vachituta mafuta kuaenda kuIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 12