Hosea 10:10
Hosea 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nenguva yandinoda ndichavaranga; ndudzi dzichaungana kuti dzivarwise dzivaise muusungwa nokuda kwezvivi zvavo zviviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nguva yandinoda ndichavaranga; marudzi avanhu achavaunganira kana vakasungirwa pazvisakarurama zvavo zviviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pandinenge ndada, nzenza dzevanhu idzodzo ndichadziranga, uye vachamomoterwa nevechirudzi pavanenge vachirangirwa zvitadzo zvavo zvakapetwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10