VaHebheru 8:1-2
VaHebheru 8:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shoko guru pane izvozvi zvatiri kutaura ndiro iri rokuti: Tino muprista mukuru akadai, akagara kurudyi rwechigaro chaIshe kudenga, uye anoshumira muimba tsvene, iyo tabhenakeri chaiyo yakamiswa naIshe, kwete nomunhu.
VaHebheru 8:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, shoko guru panaizvozvo zvatataura, ndiro kuti: Tino mupristi mukuru akadai akagara kurudyi rwechigaro choushe choUmambo kudenga; iye mushumiri wezvinhu zvitsvene, nowetabhenakeri chaiyo, yakamiswa naIshe, isina kumiswa nomunhu.
VaHebheru 8:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikuru chatiri kutaura apa ndechichi chokuti, tine mupristi mukuru agere kurudyi rwechigaro choumambo choukuru–ukuru chokudenga. Ndiye mushandiri womuNzvimbo Tsvene, tendhe rechokwadi risina kumiswa navanhu asi naTenzi.
VaHebheru 8:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino, shoko guru panaiɀoɀo ɀatataura, ndiro kuti: Tinomuprista mukuru wakaɗai wakagara kurudyi rwecigaro coʋushe coƲumambo kuɗeŋga; iye mushumiri weɀinhu ɀitȿene, nowetabernakeri caiyo, yakamiswa naShe, isina‐kumiswa nomunhu.
VaHebheru 8:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)