VaHebheru 6:4
VaHebheru 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti hazvigoni kuti vaya vakambovhenekerwa, vaya vakamboravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kana vari ivo, vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti hazvikwanisiki kudzora vanhu vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chedenga, vakagoveranawo Mweya Mutsvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6