VaHebheru 5:1
VaHebheru 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muprista mukuru mumwe nomumwe anosarudzwa kubva pakati pavanhu uye anogadzwa kuti avamiririre pazvinhu zvaMwari, kuti ape zvipo nezvibayiro pamusoro pezvivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mupristi mukuru mumwe nomumwe, akatorwa kuvanhu, anogadzwa nokuda kwavanhu pazvinhu zvaMwari, kuti abayire zvipo nezvibayiro pamusoro pezvivi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti mupristi mukuru mumwe nomumwe anosarudzwa achibva mukati mavanhu kuti ashande akamirira vanhu pane zvinhu zvaMwari. Anogadzwa upristi kuti apire zvipo nezvibayiro zvekuripira zvitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5