VaHebheru 4:14-15
VaHebheru 4:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, zvatino muprista mukuru kwazvo, akapinda napakati pamatenga, Jesu Mwanakomana waMwari, ngatibatisisei kutenda kwatinopupura. Nokuti hatina muprista mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pautera hwedu, asi tinaye akaedzwa pazvinhu zvose, sesu, asi asina chivi.
VaHebheru 4:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, zvatino mupristi mukuru kwazvo, akapinda napakati pokudenga, iye Jesu, Mwanakomana waMwari, ngatibatisise kupupura kwedu. Nokuti hatina mupristi mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pautera hwedu, asi akaedzwa pazvinhu zvose sesu, asina zvivi.
VaHebheru 4:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, zvatiino mupristi mukuru wakapinda nomumatenga, iye Jesu Mwanakomana waMwari, ngatichibatisisai chitendero chedu. Nokuti hatina mupristi mukuru asingakwanisi kutinzwira tsitsi noutera hwedu. Asi mupristi akamboedzwa nenzira dzakawanda sokuedzwa kwatinoitwa asi haana kumboita chivi.
VaHebheru 4:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo, ɀatinomuprista mukuru kwaɀo, wakapinda napakati pokuɗeŋga, iye Jesu, Mŋanakomana waMŋari, ŋgatiɓatisise kupupura kweɗu. Nokuti hatinomuprista mukuru usiŋgagoni kutinzwira tsitsi paʋutera bgeɗu, asi wakaidzwa paɀinhu ɀose sesu, asineɀiʋi.
VaHebheru 4:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)