VaHebheru 2:3
VaHebheru 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ko isu tichatiza sei, kana tisina hanya nokuponeswa kukuru kwakadai? Uku kwakaparidzwa pakutanga naIshe, kukasimbiswa kwatiri naivo vakanzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ko, isu tichazopunyuka napapi kana tisina kuita hanya noruponeso rwakakomba kudai? Ndirwo rwakataurwa naTenzi pokutanga, rwukatsinhirwa kwatiri navavo vakamunzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2