Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 2:10 - Compare All Versions

VaHebheru 2:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mukuuyisa vanakomana vazhinji pakubwinya, zvakanga zvakafanira kuti Mwari iye akaitirwa zvinhu zvose uye akaita kuti zvinhu zvose zvivepo, aite muvambi woruponeso rwazvo rwakakwana nenzira yokutambudzika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 2 BDSC

VaHebheru 2:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti zvakanga zvakafanira kuti iye, akaitirwa zvinhu zvose, uye akaita zvinhu zvose, pakuisa kwake vanakomana vazhinji pakubwinya, akwanise Mutungamiriri wokuponeswa kwavo nenzira yokutambudzika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 2 SNA2002

VaHebheru 2:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvaikodzera kuti muridzi wezvinhu zvose, iye nyakuita kuti zvivepo, zvaaida kuendesa vana vazhinji mumbiri, aite kuti namatambudziko, mutungamiriri wavo ave wakaruramisisa.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 2 SCLBD

VaHebheru 2:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ɀakaŋga ɀakafanira kuti iye, wakaitirwa ɀinhu ɀose, ʋuye wakaita ɀinhu ɀose, pakuisa kwake ʋanakomana ʋazhinji pakubginya, akwanise Mutuŋgamiriri wokuponeswa kwaʋo nenzira yokutambudzika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 2 SUB1949

VaHebheru 2:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvaikodzera kuti muridzi wezvinhu zvose, iye nyakuita kuti zvivepo, zvaaida kuendesa vana vazhinji mumbiri, aite kuti namatambudziko, mutungamiriri wavo ave wakaruramisisa.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 2 SCLB