VaHebheru 12:16 - Compare All Versions
VaHebheru 12:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chenjerai kuti kurege kuva nevanoita upombwe, kana nousina umwari saEsau, uyo akatengesa nhaka youdangwe hwake nokuda kwokudya kamwe chete.
Pakurirana nevamwe
VaHebheru 12 BDSCVaHebheru 12:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kurege kuvapo nemhombwe, kana noasina hanya naMwari, saEsau akatengesa udangwe hwake nokudya kamwechete.
Pakurirana nevamwe
VaHebheru 12 SNA2002VaHebheru 12:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete.
Pakurirana nevamwe
VaHebheru 12 SCLBDVaHebheru 12:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kurege kuʋa’po nemhombge, kana nousinehanya naMŋari, saEsau wakateŋgesa ʋuɗaŋgwe bgake nokudya kamŋe cete.
Pakurirana nevamwe
VaHebheru 12 SUB1949VaHebheru 12:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete.
Pakurirana nevamwe
VaHebheru 12 SCLB