VaHebheru 11:6
VaHebheru 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana kusina kutenda hazvibviri kumufadza; nokuti anouya kuna Mwari, anofanira kutenda kuti iye aripo, uye kuti anopa vanomutsvaka mubayiro wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11