VaHebheru 11:29
VaHebheru 11:29 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokutenda ʋakayambuka Guŋgwa Dɀuku, sapanyika yakawoma; ʋaEgipita ʋaciidza iɀoɀo, ʋakaɓitirirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokutenda vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku, sapanyika yakaoma; asi vaIjipita pavakaedza kuzviita vakanyura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokutenda, vakayambuka Gungwa Dzvuku, sapanyika yakaoma; vaIjipiti vachiedza izvozvo, vakabitirirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana porudaviro vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku sokunge vari pasi pakaoma asi vaIjipiti pavakaedza kuita zvimwechetezvo vakanyura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11