VaHebheru 11:21
VaHebheru 11:21 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokutenda Jakobo pakufa kwake wakaropafadza mŋanakomana mumŋe nomumŋe waJosefa; akanamata akasendamira pamsoro pomuɗonɀo wake.
VaHebheru 11:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokutenda Jakobho, paakanga ava kufa akaropafadza mwanakomana mumwe nomumwe waJosefa, uye akanamata akazendamira pamusoro pomudonzvo wake.
VaHebheru 11:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokutenda Jakobho pakufa kwake akaropafadza mwanakomana mumwe nomumwe waJosefa; akanamata akasendamira pamusoro pomudonzvo wake.

VaHebheru 11:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana pechitendero, Jakobho paakanga ava kufa akakomborera vana vaJosefi vose vari vaviri akakotamira pamusoro petsvimbo yake achinamata.