Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 11:13 - Compare All Versions

VaHebheru 11:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu ava vose vakanga vachirarama nokutenda kusvikira panguva yokufa. Havana kuwana zvinhu zvavakavimbiswa; vakangozviona chete vakazvigamuchira zviri kure. Uye vakabvuma kuti ivo vakanga vari vaeni navatorwa panyika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 11 BDSC

VaHebheru 11:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ivava vose vakafa vachitenda, vasina kupiwa zvipikirwa, asi vakazviona zviri kure, vakazvikwazisa, vakatenda kuti ivo vaeni navafambi panyika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 11 SNA2002

VaHebheru 11:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ava vose vakafa vachitenda vasati vagamuchira zvavakanga vatsidzirwa asi vakanga vazviona vakazvikwaziza vachiri kure. Vakanga vazviona kuti vaenzi navatorwa panyika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 11 SCLBD

VaHebheru 11:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Iʋaʋa ʋose ʋakafa ʋacitenda, ʋasina‐kupiwa ɀipikirwa, asi ʋakaɀiʋona ɀiri kure, ʋakaɀikwazisa, ʋakatenda kuti iʋo ʋaeni naʋafambi panyika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 11 SUB1949

VaHebheru 11:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ava vose vakafa vachitenda vasati vagamuchira zvavakanga vatsidzirwa asi vakanga vazviona vakazvikwaziza vachiri kure. Vakanga vazviona kuti vaenzi navatorwa panyika.

Pakurirana nevamwe
VaHebheru 11 SCLB