VaHebheru 11:1-2
VaHebheru 11:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi nezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11