VaHebheru 11:1
VaHebheru 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi nezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11VaHebheru 11:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 11