VaHebheru 10:24-25
VaHebheru 10:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ngatirangarirei kuti tingakurudzirana sei kuti tive norudo namabasa akanaka. Tisarega kuungana sezvinoita vamwe, asi tikurudzirane, zvikuru sei sezvamunoona kuti Zuva roswedera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ngatirangarirane, timutsane mwoyo kuti tive norudo namabasa akanaka, tisarega kuungana kwedu, sezvinoita vamwe, asi tirayirane; zvikuru zvamunoona kuti zuva roswedera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatinyatsofungisisai nzira dzokukurudzirana rudo namabasa akanaka. Tisaregere kusangana setsika inoitwa navamwe asi kuti tikurudzirane, zvikuru sei sezvamunoona kuti Zuva riya ravakusvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10