VaHebheru 1:2
VaHebheru 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
asi mumazuva ano okupedzisira akazotaura kwatiri nomuromo woMwanakomana wake, waakaita mugari wenhaka yezvinhu zvose. Ndiyewo waakasika naye pasi pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1VaHebheru 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi mumazuva ano okupedzisira akataura kwatiri nomuMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, uye naiyewo waakaita naye nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1VaHebheru 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino pakupedzisira kwamazuva ano akataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaitawo naye nyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1VaHebheru 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi mumazuva ano okupedzisira akazotaura kwatiri nomuromo woMwanakomana wake, waakaita mugari wenhaka yezvinhu zvose. Ndiyewo waakasika naye pasi pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1