VaHebheru 1:1-2
VaHebheru 1:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kare, Mwari akataura kumadzitateguru edu kubudikidza navaprofita panguva zhinji, uye nenzira dzakasiyana-siyana, asi mumazuva ano okupedzisira akataura kwatiri nomuMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, uye naiyewo waakaita naye nyika.

VaHebheru 1:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akataura kare kuna madzibaba muvaporofita nemigove mizhinji, uye nemitoo mizhinji, zvino pakupedzisira kwamazuva ano akataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaitawo naye nyika
VaHebheru 1:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Karakare, Mwari aitaura kumadzitateguru edu kazhinji–zhinji, nenzirawo dzakasiyana–siyana nemiromo yavaporofita, asi mumazuva ano okupedzisira akazotaura kwatiri nomuromo woMwanakomana wake, waakaita mugari wenhaka yezvinhu zvose. Ndiyewo waakasika naye pasi pose.
VaHebheru 1:1-2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari wakataura kare kunamadziɓaɓa muʋaprofita nemigoʋe mizhinji, ʋuye nemitoʋo mizhinji, ɀino pakupedzisira kwamazuʋa ano wakataura kwatiri muMŋanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yeɀinhu ɀose, waakaita ʋo naye nyika
VaHebheru 1:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)