Hagai 1:11
Hagai 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakadana kuoma kuti kuuye paminda napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napazvose zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, uye napamabasa amaoko enyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 1Hagai 1:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 1Hagai 1:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakarambidza mvura kunaya panyika napamakomo, napambesa, napamagirepisi matsva, napamiorivhi, uye nembeswa dzose dzinorimwa muvhu, napavanhu nepamombe, napazvinhu zvose zvavanorima.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 1