Habhakuki 3:2
Habhakuki 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 3Habhakuki 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Aiwa, Jehovha, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Aiwa, Jehovha, mutsai basa renyu pakati pamakore; Rizivisei pakati pamakore; Pakutsamwa kwenyu rangarirai nyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 3Habhakuki 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI ndakanzwa nezvenyu uye basa renyu TENZI rinondityisa. Rivandudzei mukati memakore muite kuti rizivikanwe mukati memakore, kana mukushatirwa rangarirai tsiye nyoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 3