Habhakuki 2:3
Habhakuki 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti chiratidzo ichi chakamirira nguva yakatarwa; chinotaura nezvamagumo uye hachingarevi nhema. Kunyange dai chikanonoka, chimirire; zvirokwazvo chichauya, hachizononoki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2Habhakuki 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvakaratidzwa izvi ndezvenguva yakatarwa, zvovavarira kuguma, hazvingarevi nhema; kunyange zvikanonoka, uzvimirire, nokuti zvichauya zvirokwazvo, hazvingaiti nguva huru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2Habhakuki 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti chiratidzo ichocho chinomiririra nguva yacho yakatemwa chiri kumhanyira kumagumo acho; haasi manyepo. Kunyange zvikaita sezvononoka, zvimirire zvokuitika, zvinotoitika chete hazvisikuzombononoka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2