Habhakuki 2:14
Habhakuki 2:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti nyika yose icazadzwa nokuziʋa kubginya kwaJehova, mvura seɀainofukidza pasi peguŋgwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2Habhakuki 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, sezvakaita mvura kuzadza kwayakaita gungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2Habhakuki 2:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, mvura sezvainofukidza pasi pegungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2Habhakuki 2:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti pasi pano pachazara noruzivo rwembiri yaTENZI, sokuzadza kunoita mvura gungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Habhakuki 2