Genesisi 9:1
Genesisi 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9Genesisi 9:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9Genesisi 9:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9