Genesisi 7:24
Genesisi 7:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7