Genesisi 7:12
Genesisi 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye mvura yakanaya panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7