Genesisi 7:1
Genesisi 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kuna Noa, “Pindai muareka iwe nemhuri yako yose nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama murudzi urwu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakati kuna Noa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7