Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 6:13 - Compare All Versions

Genesisi 6:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka Mwari akati kuna Noa, “Ndava kuzoisa magumo kuvanhu vose, nokuti nyika yazara nokurwisana nokuda kwavo. Zvirokwazvo ndiri kuzovaparadza vose pamwe chete nenyika.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 6 BDSC

Genesisi 6:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Mwari wakati kuna Noa, “Kupera kwavanhu vose kwasvika pamberi pangu; nokuti vakazadza nyika nokumanikidzana; tarira, ndichavauraya pamwechete nenyika.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 6 SNA2002

Genesisi 6:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 6 SCLBD

Genesisi 6:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Mŋari wakati kunaNoa: Kupera kwaʋanhu ʋose kwaȿika pamberi paŋgu; nokuti ʋakazadza nyika nokumanikidzana; tarirai, ndicaʋaʋuraya pamŋe cete nenyika.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 6 SUB1949

Genesisi 6:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika.

Pakurirana nevamwe
Genesisi 6 SCLB