Genesisi 6:12
Genesisi 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akaona kuti nyika yakanga yaora sei, nokuti vanhu vose panyika vakanga vaodza nzira dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akaona nyika kuti yakaora; nokuti vanhu vose vakanga vaodza mufambiro wavo panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6