Genesisi 50:26
Genesisi 50:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Josefa akafa ava namakore zana negumi. Uye shure kwokumusasika, akaiswa mubhokisi muIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50