Genesisi 50:25
Genesisi 50:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50