Genesisi 50:24
Genesisi 50:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Josefa akati kumadzikoma ake, “Ini ndava kuzofa. Asi zvirokwazvo Mwari achakubatsirai nokukubudisai munyika muno achikuendesai kunyika yakavimbiswa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Josefa akati kuhama dzake, “Ndofa, asi Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nokukubudisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaka, naJakobho.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50