Genesisi 50:20
Genesisi 50:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50Genesisi 50:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 50