Genesisi 5:32
Genesisi 5:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokunge Noa ava namakore okuberekwa mazana mashanu, akabereka Shemu, Hamu naJafeti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5