Genesisi 5:22
Genesisi 5:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye mushure mokubereka kwake Metusera, Enoki akafamba naMwari kwamakore mazana matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
shure kwokuberekwa kwaMetusera, Enoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5Genesisi 5:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 5