Genesisi 47:20
Genesisi 47:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47Genesisi 47:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti vaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47Genesisi 47:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 47