Genesisi 46:3
Genesisi 46:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako. Usatya kuenda kuIjipiti, nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako; usatya hako kuburukira Ijipiti; nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46Genesisi 46:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari ndokuti, “Ndini Mwari, Mwari wababa vako. Usatye hako kuenda kuIjipiti nokuti vana vako ndichavaita rudzi rukuru ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 46